1
Dhuteronomi 24:16
Shona Bible 1949, revised 2002
“Madzibaba haafaniri kuurawa pamusoro pavana vavo, navana havafaniri kuurawa pamusoro pamadzibaba avo; munhu mumwe nomumwe anofanira kuurayirwa zvivi zvake.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Dhuteronomi 24:5
“Kana munhu achangowana mukadzi, haafaniri kuenda kuhondo, kana kubatiswa rimwe basa; anofanira kugara kumusha gore rimwe akasununguka, kuti afadze mukadzi wake waakawana.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo