1
Dhuteronomi 23:23
Shona Bible 1949, revised 2002
Uchenjere kuti uite sezvawakataura; sezvawapikira Jehovha Mwari wako, chiri chipo chokuda kwako, chawakapikira nomuromo wako.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Dhuteronomi 23:21
“Kana ukapikira Jehovha Mwari wako mhiko, usanonoka kuiripa; nokuti zvirokwazvo, Jehovha Mwari wako uchaibvunza kwauri; zvingava zvivi kwauri.
3
Dhuteronomi 23:22
Asi kana ukarega hako kupika, hazvingavi zvivi kwauri.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo