1
Dhuteronomi 16:17
Shona Bible 1949, revised 2002
Mumwe nomumwe ngaauye nechipo mumaoko ake, sezvaanogona, sezvawakaropafadzwa naJehovha Mwari wako, sezvaakakupa.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Dhuteronomi 16:19
Usakanganisa pakutonga kwako, usatsaura vanhu, usagamuchira fufuro, nokuti fufuro inopofumadza meso avakangwara, nokuminamisa mashoko avakarurama.
3
Dhuteronomi 16:16
“Varume venyu vose vanofanira kuuya pamberi paJehovha Mwari wako katatu pagore panzvimbo yaachatsaura, pamutambo wechingwa chisina kuviriswa, napamutambo wamavhiki, napamutambo wamatumba; havafaniri kuuya pamberi paJehovha vasina chinhu.
4
Dhuteronomi 16:20
Tevera zvakarurama kwazvo chete, kuti urarame, ugare nhaka yenyika yaunopiwa naJehovha Mwari wako.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo