Dhuteronomi 16:20
Dhuteronomi 16:20 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Tevera zvakarurama kwazvo chete, kuti urarame, ugare nhaka yenyika yaunopiwa naJehovha Mwari wako.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhuteronomi 16Dhuteronomi 16:20 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Saka ruenzaniso, ruenzaniso chete ndirwo rwaunosungirwa kutevedza kuitira kuti urarame ugogara nhaka yenyika yauri kupiwa naTenzi Mwari wako.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhuteronomi 16Dhuteronomi 16:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Teverai kururamisira uye kururamisira chete, kuitira kuti mugorarama uye mugotora nyika yamuri kupiwa naJehovha Mwari wenyu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhuteronomi 16