1
Dhuteronomi 17:19
Shona Bible 1949, revised 2002
inofanira kugara naye, kuti aravemo mazuva ose oupenyu hwake; kuti adzidze kutya Jehovha Mwari wake, nokuchengeta mashoko ose omurayiro uyu nezvakatemwa izvi, kuti azviite
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Dhuteronomi 17:17
Uye ngaarege kuzviwanzira vakadzi, kuti mwoyo wake urege kutsauka; uye ngaarege kuzviwanzira zvikuru sirivha nendarama.
3
Dhuteronomi 17:18
Zvino kana iye ogara pachigaro chake choushe, anofanira kunyora murayiro uyu mubhuku yake, achitora mashoko ari kuvapristi vaRevhi
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo