1
Mapisarema 95:6-7
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋuyai, tinamate tikotamire pasi; Ŋgatifugame pamberi paJehova Muiti weɗu. Nokuti ndiye Mŋari weɗu, Isu tiri ʋanhu ʋanofudzwa naye, namakwai oruʋoko rwake. Nhasi ɗai mucinzwa henyu inzwi rake!
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mapisarema 95:1-2
Ʋuyai, tiimbire Jehova; Ŋgatipururudzei ɗombo rokuponeswa kweɗu. Ŋgatiȿike pamberi pake ticiʋoŋga, Ŋgatimupururudzei namapisarema
3
Mapisarema 95:3
Nokuti Jehova ndiMŋari mukuru, Mambo mukuru unokunda ʋamŋari ʋose.
4
Mapisarema 95:4
Nɀimbo dzakadzika dzapasi dziri muruʋoko rwake; Misoro yamakomo ndeyake ʋo.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo