Mapisarema 95:6-7
Mapisarema 95:6-7 SUB1949
Ʋuyai, tinamate tikotamire pasi; Ŋgatifugame pamberi paJehova Muiti weɗu. Nokuti ndiye Mŋari weɗu, Isu tiri ʋanhu ʋanofudzwa naye, namakwai oruʋoko rwake. Nhasi ɗai mucinzwa henyu inzwi rake!