1
Mapisarema 94:19
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mundaŋgariro dzaŋgu zhinji mukati maŋgu Kunyaradza kwenyu kunofadza mŋeya waŋgu.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mapisarema 94:18
Paŋguʋa yandakati: Rutsoka rwaŋgu rwotedzemuka; Ŋgoni dzenyu, Jehova, dzakanditsigira.
3
Mapisarema 94:22
Asi Jehova ndiye nhare yaŋgu yakasimba; Mŋari waŋgu iɗombo roʋutiziro bgaŋgu.
4
Mapisarema 94:12
Wakaropafadzwa munhu, unoraŋgwa nemi, Jehova, Iye wamunodzidzisa pamurairo wenyu
5
Mapisarema 94:17
Ƌai Jehova asaiʋa muɓatsiri waŋgu, Mŋeya waŋgu uŋgaɗai wakakurumidza kugara pakati ŋwii.
6
Mapisarema 94:14
Nokuti Jehova haaŋgarashi ʋanhu ʋake, Ʋuye haaŋgasiyi nhaka yake.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo