1
Mapisarema 8:4
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Munhu cinyiko, ɀamunomufuŋga? Nomŋanakomana womunhu ɀamunomushanyira?
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mapisarema 8:3
Kana ndicicerekedza ɗeŋga renyu rose, iro ɓasa reminwe yenyu, Mŋedzi nenyeredzi ɀamakaroŋgedza
3
Mapisarema 8:5-6
Nokuti makamuita muɗuku ɀishoma kunaMŋari, Makamushoŋgedza korona yokubginya nokukudzwa. Makamuɓatisa ʋushe bgamaɓasa amaʋoko enyu; Makaisa ɀose pasi petsoka dzake.
4
Mapisarema 8:9
Haiwa Jehova, Ishe weɗu, Zita renyu rakaiȿo‐naka sei panyika yose!
5
Mapisarema 8:1
Haiwa Jehova, Ishe weɗu, Zita renyu rakaiȿo‐naka sei panyika yose! Makaisa ʋumambo bgenyu kuɗeŋga.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo