1
Mapisarema 7:17
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndicaʋoŋga Jehova nokuɗa kwokururama kwake; Ndicaimbira zita raJehova Wokumsoro‐soro.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mapisarema 7:10
Nhoʋo yaŋgu iri kunaMŋari, Iye unoponesa ʋanemŋoyo yakarurama.
3
Mapisarema 7:11
Mŋari mutoŋgi wakarurama, Ɀirokwaɀo, ndiMŋari unoȿotwa zuʋa rimŋe nerimŋe.
4
Mapisarema 7:9
Haiwa, kuipa kwaʋakaipa ŋgakugume, asi simbisai wakarurama; Nokuti Mŋari, wakarurama, unoidza mŋoyo netȿo.
5
Mapisarema 7:1
Jehova Mŋari waŋgu, ndinoʋimba nemi; Ndiponesei kunaʋose ʋanonditeʋerera, mundirwirei
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo