1
Mapisarema 6:9
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova wakanzwa kukumbira kwaŋgu; Jehova ucagamucira munyeŋgetero waŋgu.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mapisarema 6:2
Ndinzwirei nyasha, Jehova; nokuti ndawonda; Ndiporisei, Jehova; nokuti mafupa aŋgu anotambudzika.
3
Mapisarema 6:8
Ibvai kwandiri, imi ʋaɓati ʋose ʋeɀakaipa; Nokuti Jehova wakanzwa inzwi rokucema kwaŋgu.
4
Mapisarema 6:4
Dzokai Jehova, murwire mŋeya waŋgu; Ndiponesei nokuɗa kwoʋunyoro bgenyu.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo