1
Mapisarema 9:10
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanoziʋa zita renyu ʋacaʋimba nemi; Nokuti imi Jehova hamuna‐kurasha ʋanokutȿakai.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mapisarema 9:1
Ndicaʋoŋga Jehova nomŋoyo waŋgu wose; Ndicaparidza maɓasa enyu ose anoshamisa.
3
Mapisarema 9:9
Jehova ucaʋa nhare yakasimba kunaʋanomanikidzwa, Nhare yakasimba paŋguʋa yokutambudzika.
4
Mapisarema 9:2
Ndicafara nokukufarirai ɀikuru; Ndicaimbira zita renyu nziyo dzokurumbidza, imi Wokumsoro‐soro.
5
Mapisarema 9:8
Ucatoŋga nyika nokururama, Ucatoŋga ʋanhu ɀakafanira.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo