1
Mapisarema 70:4
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋose ʋanokutȿakai ŋgaʋafarise ʋaʋe nomufaro mamuri; Ʋanoɗa kuponesa kwenyu ŋgaʋarambe ʋaciti: Mŋari ŋgaakudzwe!
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mapisarema 70:5
Asi ini ndiri murombo nomushaiwi; Kurumidzai muʋuye kwandiri, Mŋari; Imi muri muɓatsiri waŋgu nomurwiri waŋgu; Regai kunonoka, Jehova.
3
Mapisarema 70:1
Kurumidzai, Mŋari, kundirwira; Kurumidzai kundiɓatsira, Jehova.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo