1
Mapisarema 69:30
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndicarumbidza zita raMŋari norwiyo, Ndicamukudza nokuʋoŋga.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mapisarema 69:13
Asi kana ndiri’ni, munyeŋgetero waŋgu uri kwamuri, Ishe, paŋguʋa yakafanira; Mŋari, netsitsi dzenyu zhinji Ndipindurei nokuponesa kwenyu kwakatendeka.
3
Mapisarema 69:16
Ndipindurei, Jehova; nokuti ʋunyoro bgenyu bgakanaka; Riŋgirai kwandiri nokuɗa kwetsitsi dzenyu zhinji.
4
Mapisarema 69:33
Nokuti Jehova unonzwa ʋashaiwi, Haashoʋori ʋasuŋgwa ʋake.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo