1
Mapisarema 68:19
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ishe ŋgaaʋoŋgwe, iye unotakura mitoro yeɗu zuʋa rimŋe nerimŋe, Iye Mŋari muponesi weɗu.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mapisarema 68:5
Ƃaɓa ʋenherera, nomutoŋgi wemhoȿa dzecirikadzi, Ndiye Mŋari paʋugaro bgake ʋutȿene.
3
Mapisarema 68:6
Ʋakaŋga ʋari ʋoga, Mŋari unoʋagarisa pamhuri; Unoɓuɗisira ʋasuŋgwa kumufaro; Asi ʋanomumukira ʋanogara panyika yakawoma.
4
Mapisarema 68:20
Mŋari ndiye Mŋari unotirwira; Jehova Ishe ndiye unenzira dzokuɓuɗa murufu.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo