1
Mapisarema 71:5
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti imi, Ishe Jehova, muri tariro yaŋgu; Ndi’mi wandinoʋimba naye kubva paʋuɗuku bgaŋgu.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mapisarema 71:3
Iʋai ɗombo raŋgu mandiŋgagara, kwandiŋgaramba ndicienda; Makaraira kuti ndiponeswe; Nokuti ndi’mi ɗombo raŋgu nenhare yaŋgu.
3
Mapisarema 71:14
Asi ini ndicaramba ndicitarira, Ndicaramba ndiciwedzera kukurumbidzai.
4
Mapisarema 71:1
Jehova, ndinoʋimba nemi; Ŋgandirege kutoŋgonyadziswa.
5
Mapisarema 71:8
Muromo waŋgu ucazadzwa nerumbidzo yenyu, Nekudzo yenyu zuʋa rose.
6
Mapisarema 71:15
Muromo waŋgu ucareʋa kururama kwenyu, Nokuponesa kwenyu zuʋa rose; Nokuti handiziʋi kuwanda kwaɀo.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo