1
Mapisarema 35:1
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova, kakaʋadzanai naʋanokakaʋadzana neni; Irwai naʋanorwa neni.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mapisarema 35:27
Ŋgaʋaɗanidzire nomufaro, ʋafare, iʋo ʋanoɗa kururamiswa kwemhaka yaŋgu; Ŋgaʋarambe ʋaciti: Jehova ŋgaakudzwe, Iye, unofarira kufara kwomuranda wake.
3
Mapisarema 35:28
Ipapo rurimi rwaŋgu rucataura ɀokururama kwenyu, Neɀokurumbidzwa kwenyu zuʋa rose.
4
Mapisarema 35:10
Mafupa aŋgu ose acati: Jehova ndianiko wakafanana nemi, Imi munorwira murombo panaiye wakamukurira nesimba, Iye murombo nomushaiwi panounomupamba?
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo