Mapisarema 35:10
Mapisarema 35:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zvandiri zvose zvichadanidzira zvichiti: “Ndianiko akaita semi, Jehovha? Munonunura varombo kubva kuna avo vane simba kupinda ravo.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 35Mapisarema 35:10 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Mapfupa angu ose achati, “Jehovha ndianiko akafanana nemi, Imi munorwira murombo panaiye akamukurira nesimba, Iye murombo nomushaiwi panoanomupamba?”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 35Mapisarema 35:10 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Mapfupa angu achati, “TENZI ndiani akaita semi? Imi munonunura asina simba kune ane simba kupinda iye uye murombo naasina chaanacho kumupambi.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 35