1
Mapisarema 25:5
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndiperekedzei muɀokwaɗi yenyu, mundidzidzise; Nokuti ndimi Mŋari muponesi waŋgu; Ndinokutarirai zuʋa rose.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mapisarema 25:4
Ndiratidzei nzira dzenyu, Jehova; Ndidzidzisei nzira dzenyu.
3
Mapisarema 25:14
Ɀakaʋanzwa ɀaJehova ndeɀaʋanomutya; Ucaʋaratidza suŋgano yake.
4
Mapisarema 25:7
Regai kuraŋgarira ɀiʋi ɀoʋuɗoko bgaŋgu, nokuɗarika kwaŋgu; Mundiraŋgarire noʋunyoro bgenyu, Nokuɗa kwokunaka kwenyu, Jehova.
5
Mapisarema 25:3
Ɀirokwaɀo, hapano‐munhu unokumirirai uŋganyadziswa; Ʋacanyadziswa ndiʋo ʋanonyeŋgera pasinecinhu.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo