1
Mapisarema 24:1
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nyika ndeyaJehova, nokuzara kwayo; Nyika yose naʋagere’mo.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mapisarema 24:10
Ndianiko uyu Mambo wokubginya? Jehova wehondo, Ndiye Mambo wokubginya.
3
Mapisarema 24:3-4
Ndiani uŋgakwira mugomo raJehova? Ndiani uŋgamira panɀimbo yake tȿene? Uyo unamaʋoko akacena, nomŋoyo wakanaka kwaɀo; Usiŋgasimudziri mŋoyo wake kuneɀisinamaturo, Nousina‐kupika nhema.
4
Mapisarema 24:8
Ndianiko iye Mambo wokubginya? Ndiye Jehova unesimba noʋumhare, Iye Jehova unoʋumhare pakurwa.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo