1
Mapisarema 146:5
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Unomufaro munhu uyo kana Mŋari waJakobo ari muɓatsiri wake, Unotarira kunaJehova Mŋari wake.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mapisarema 146:3
Regai kuʋimba namacinda, Kana nomŋanakomana womunhu, usiŋgagoni kuɓatsira.
3
Mapisarema 146:7-8
Unoruramisira ʋanomanikidzwa; Unopa ʋanenzara ɀokudya; Jehova unosunuŋgura ʋasuŋgwa; Jehova unosinudza meso amapofu; Jehova unosimudza ʋakakotamiswa pasi; Jehova unoɗa ʋakarurama
4
Mapisarema 146:6
Iye, wakaita kuɗeŋga napasi, Neguŋgwa, neɀose ɀiri mukati maɀo; Iye, unoramba akatendeka nokusiŋgaperi
5
Mapisarema 146:9
Jehova unoceŋgeta ʋatorwa; Jehova unotsigira nherera necirikadzi; Asi nzira yaʋakaipa unoipesanisa.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo