1
Mapisarema 147:3
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Unoporesa ʋanemŋoyo yakaputsika, Unosuŋga maʋaŋga aʋo.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mapisarema 147:11
Jehova unofara naʋanomutya, Naʋanotarira ŋgoni dzake.
3
Mapisarema 147:5
Ishe weɗu mukuru, unesimba guru; Njere dzake hadziperi.
4
Mapisarema 147:4
Unotara kuwanda kwenyeredzi; Unodzipa dzose mazita adzo.
5
Mapisarema 147:6
Jehova unoɓatsira ʋanyoro; Ʋakaipa unoʋawisira pasi.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo