1
Mapisarema 119:105
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Shoko renyu ndiwo mŋenje wetsoka dzaŋgu, Neciedza panzira yaŋgu.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mapisarema 119:11
Shoko renyu ndakariʋiga mumŋoyo waŋgu, Kuti ndirege kukutadzirai.
3
Mapisarema 119:9
Jaya riŋgaramba ricinatsa nzira yaro neiko? Kana riciicenjerera seɀinoraira shoko renyu.
4
Mapisarema 119:2
Ʋakaropafadzwa ʋanoceŋgeta ɀipupuriro ɀake, Ʋanomutȿaka nomŋoyo wose.
5
Mapisarema 119:114
Imi muri ciʋando caŋgu nenhoʋo yaŋgu; Ndinotarira shoko renyu.
6
Mapisarema 119:34
Ndipei njere, ndiceŋgete murau wenyu; Ɀirokwaɀo, ndicauceŋgeta nomŋoyo waŋgu wose.
7
Mapisarema 119:36
Kweʋerai mŋoyo waŋgu kuɀipupuriro ɀenyu, Urege kukweʋerwa mukuciʋa.
8
Mapisarema 119:71
Ɀakaŋga ɀakanaka kuti nditambudzike; Kuti ndidzidze mitemo yenyu.
9
Mapisarema 119:50
Ndiɀo ɀinondinyaradza pakutambudzika kwaŋgu; Nokuti shoko renyu rakandiponesa.
10
Mapisarema 119:35
Ndifambisei munzira yemirairo yenyu; Nokuti ndinoifarira kwaɀo.
11
Mapisarema 119:33
Ndidzidzisei, Jehova, nzira yemitemo yenyu; Ndigoiceŋgeta kuȿikira pakuguma.
12
Mapisarema 119:28
Mŋeya waŋgu unonyuŋguruka nokuremerwa; Ndisimbisei seɀinorebga neshoko renyu.
13
Mapisarema 119:97
Haiwa, ndinoɗa murau wenyu seiko! Ndico candinofuŋgisisa zuʋa rose.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo