1
Mapisarema 118:24
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Rino izuʋa rakaitwa naJehova; Ŋgatifare kwaɀo tirifarire.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mapisarema 118:6
Jehova uri kurutiʋi rwaŋgu; handiŋgatyi; Munhu uŋgandiiteiko?
3
Mapisarema 118:8
Ɀiri nani kutizira kunaJehova Pakuʋimba nomunhu.
4
Mapisarema 118:5
Ndakaɗanidzira kunaJehova pakutambudzika kwaŋgu: Jehova akandipindura, akandiisa pakafarikana.
5
Mapisarema 118:29
Ʋoŋgai Jehova; nokuti wakanaka; Nokuti ŋgoni dzake dzinogara nokusiŋgaperi.
6
Mapisarema 118:1
7
Mapisarema 118:14
Jehova ndiye simba raŋgu norwiyo rwaŋgu; Iye wakaʋa muponesi waŋgu.
8
Mapisarema 118:9
Ɀiri nani kutizira kunaJehova Pakuʋimba namacinda.
9
Mapisarema 118:22
Ibge rakarashwa naʋaʋaki Ndiro rakazoʋa musoro wekona.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo