1
Ɀireʋo 11:25
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Cipavurire ucakodzwa; Ʋuye unoɗiridza ucaɗiridzwa ʋo.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Ɀireʋo 11:24
Mumŋe uri’ko unoparadzira, aciwedzerwa; Ʋuye uri’ko unonyima ɀaakafanira kupa, asi ɀinoŋgomushaisa.
3
Ɀireʋo 11:2
Kana kuɀikudza kuciȿika, kunyadziswa kwaȿika ʋo; Asi ʋucenjeri ʋuri kunaʋanoɀininipisa.
4
Ɀireʋo 11:14
Kana ʋanhu ʋasiŋgatuŋgamirirwi noʋucenjeri, ʋanoɗerera; Asi paʋarairiri ʋazhinji ndipo panoruponeso.
5
Ɀireʋo 11:30
Ɀiɓereko ɀowakarurama muti woʋupenyu; Unoɓata mŋeya yaʋanhu ndiye wakacenjera.
6
Ɀireʋo 11:13
Unofamba anamakuhwa, unoɓuɗisa ɀakaʋanda; Asi unomŋoyo wakatendeka, unofukidza mhaka.
7
Ɀireʋo 11:17
Munhu uneŋgoni, unoitira mŋeya wake ɀakanaka; Asi usinetsitsi unotambudza nyama yake.
8
Ɀireʋo 11:28
Unoʋimba nefuma yake, ucawa; Asi ʋakarurama ʋacanaka seshizha nyoro.
9
Ɀireʋo 11:4
Fuma haiɓatsiri cinhu nezuʋa rokutsamŋa; Asi kururama kunorwira parufu.
10
Ɀireʋo 11:3
Kusanyeŋgedzera kwaʋakarurama kucaʋatuŋgamirira; Asi kusarurama kwaʋanonyeŋgedzera kucaʋaparadza.
11
Ɀireʋo 11:22
Seɀakaita cindori cendarama mumhino dzeŋguruʋe, Ndiɀo ɀakaita mukadzi wakanaka kumeso usina‐kuŋgwara.
12
Ɀireʋo 11:1
Ciyero cinonyeŋgedzera cinonyaŋgadza kunaJehova; Asi kurema kwakakwana kunomufadza.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo