1
Ɀireʋo 12:25
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kutambudzika pamŋoyo womunhu kunouremedza; Asi shoko nyoro rinoufadza.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Ɀireʋo 12:1
Unoɗa kurairirwa, unoɗa ziʋo; Asi unoʋeŋga kurairwa iɓenzi.
3
Ɀireʋo 12:18
Mumŋe uri’ko unotaura nokusaraŋgarira ɀinoɓaya somunondo; Asi rurimi rwowakacenjera runoporesa.
4
Ɀireʋo 12:15
Nzira yeɓenzi yakanaka pakuʋona kwake; Asi wakacenjera unoterera kana acirairwa.
5
Ɀireʋo 12:16
Kutsamŋa kweɓenzi kunozikanwa pakarepo; Asi munhu wakacenjera unoʋanza kunyadziswa kwake.
6
Ɀireʋo 12:4
Mukadzi unoita ɀakanaka, ikorona yomurume wake; Asi unonyadzisa, wakaita seɀakaʋora pamafupa ake.
7
Ɀireʋo 12:22
Miromo, inenhema, inonyaŋgadza Jehova; Asi ʋanoita nokutendeka ʋanomufadza.
8
Ɀireʋo 12:26
Wakarurama unoperekedza wokwake ɀakanaka; Asi nzira yowakaipa inoʋarashisa.
9
Ɀireʋo 12:19
Muromo weɀokwaɗi ucasimbiswa nokusiŋgaperi; Asi rurimi runenhema runoŋgogara ciŋguʋa ciɗuku.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo