1
Ɀireʋo 10:22
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kuropafadza kwaJehova ndiko kunofumisa; Kutambura paɓasa hakuwedzeri cinhu.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Ɀireʋo 10:19
Kuɗarika hakuŋgakoni pamunhu unamashoko mazhinji; Asi unodzora miromo yake, unoʋucenjeri.
3
Ɀireʋo 10:12
Mbeŋgo dzinomutsa kukakaʋara; Asi ruɗo runofukidza kuɗarika kwose.
4
Ɀireʋo 10:4
Unoɓata noruʋoko rusinehanya, ucaʋa murombo; Asi ruʋoko rwousinoʋusimbe runofumisa.
5
Ɀireʋo 10:17
Unoterera kurairirwa, uri panzira yoʋupenyu; Asi unoramba kurairwa, unotsausa ʋamŋe.
6
Ɀireʋo 10:9
Unofamba ɀakarurama, unofamba ɀakasimba; Asi unominamisa nzira dzake, ucazikanwa.
7
Ɀireʋo 10:27
Kutya Jehova kunowedzera mazuʋa; Asi makore owakaipa acatapudzwa.
8
Ɀireʋo 10:3
Jehova haaŋgatenderi mŋeya wowakarurama kuti unzwe nzara; Asi kupaŋga kwaʋakaipa unokusundira kure.
9
Ɀireʋo 10:25
Kana campupuri capfuʋura, wakaipa haaci’po; Asi wakarurama unenheyo dzisiŋgaperi.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo