1
Jeremia 37:17
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
mambo Zedekia akatuma nhume kuzomutora, mambo akamubvunza cinyararire mumba make, aciti: Kuneshoko rinobva kunaJehova here? Jeremia akati: Riri’ko. Akati ʋo: Imi mucaiswa muruʋoko rwamambo weBabironi.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Jeremia 37:15
Macinda akaitira Jeremia hasha, akamuroʋa, ndokumuisa mutoroŋgo mumba momunyori Jonatani; nokuti ʋakaŋga ʋaiita toroŋgo.
3
Jeremia 37:2
Asi iye, kunyaŋge ʋaranda ʋake, kana ʋanhu ʋenyika, haʋana‐kuterera mashoko aJehova, aakataura nomuprofita Jeremia.
4
Jeremia 37:9
Ɀanzi naJehova: Musaɀinyeŋgera henyu, muciti: Ɀirokwaɀo, ʋaKardea ʋacabva kwatiri, nokuti haʋaŋgabvi.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo