Jeremia 37:9
Jeremia 37:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Zvanzi naJehovha: Musazvinyengera muchifunga kuti, ‘Zvirokwazvo vaBhabhironi vachabva kwatiri.’ Kwete, havangabvi!
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jeremia 37Jeremia 37:9 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Zvanzi naJehovha, ‘Musazvinyengera henyu,’ muchiti, ‘Zvirokwazvo, vaKaradhea vachabva kwatiri, nokuti havangabvi.’
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jeremia 37Jeremia 37:9 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Zvanzi naTenzi musazvifurire henyu muchizviti, ‘VaKaridhea havachambofa vakatsika kwatiri kuno,’ nokuti havasi kuzorega kuuya kuno.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jeremia 37