1
Jeremia 19:15
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀanzi naJehova wehondo, Mŋari waIsraeri: Tarirai, ndicaʋuyisa pamsoro peguta rino napamsoro pemisha yaro yose, ɀakaipa ɀose ɀandakataura pamsoro paro; nokuti ʋakawomesa mitsipa yaʋo, kuti ʋarege kunzwa mashoko aŋgu.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Jeremia 19:5
ʋakaʋaka nɀimbo dzakakwirira dzaBaari, kuti ʋapisire Baari ʋanakomana ʋaʋo pamŋoto ɀiʋe ɀipiriso ɀinomupisirwa; iɀo, ɀandisina‐kuʋaraira, kana kuɀitaura, ɀandisina‐kufuŋga mumŋoyo maŋgu.
3
Jeremia 19:4
Nokuti ʋakandisiya, ʋakashandura nɀimbo ino, ʋakapisira’po ɀinonhuwira kunaʋamŋe ʋamŋari ʋaʋakaŋga ʋasiŋgaziʋi, iʋo namadziɓaɓa aʋo namadzimambo aJuda, ʋakazadza nɀimbo ino neropa raʋasinemhoȿa
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo