Ɀanzi naJehova wehondo, Mŋari waIsraeri: Tarirai, ndicaʋuyisa pamsoro peguta rino napamsoro pemisha yaro yose, ɀakaipa ɀose ɀandakataura pamsoro paro; nokuti ʋakawomesa mitsipa yaʋo, kuti ʋarege kunzwa mashoko aŋgu.
Verenga chikamu Jeremia 19
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Jeremia 19:15
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo