Jeremia 19:4
Jeremia 19:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nokuti vakandisiya vakaita nzvimbo ino kuti ive yamwari wavatorwa; vakapisira zvibayiro mairi kuna vamwari vavasina kuziva ivo kana madzibaba avo kana madzimambo eJudha, uye vakazadza nzvimbo ino neropa ravasina mhosva.
Jeremia 19:4 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti vakandisiya, vakashandura nzvimbo ino, vakapisirapo zvinonhuwira kuna vamwe vamwari vavakanga vasingazivi, ivo namadzibaba avo namadzimambo aJudha, vakazadza nzvimbo ino neropa ravasina mhosva
Jeremia 19:4 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Chikonzero chacho ndechokuti vanhu vakandifuratira vakan'oresa nzvimbo ino nokupisira rusenzi mairi kuvamwe vamwari vasingazikanwi naivo kana namadzibaba avo kana namadzimambo okwaJudha uye pamusana pokuti vakazadza nzvimbo ino neropa ravanhu vasina mhosva
Jeremia 19:4 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Nokuti ʋakandisiya, ʋakashandura nɀimbo ino, ʋakapisira’po ɀinonhuwira kunaʋamŋe ʋamŋari ʋaʋakaŋga ʋasiŋgaziʋi, iʋo namadziɓaɓa aʋo namadzimambo aJuda, ʋakazadza nɀimbo ino neropa raʋasinemhoȿa
Jeremia 19:4 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)