1
Jeremia 14:22
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋaripo here pakati paʋamŋari ʋasinamaturo ʋaʋahedeni ʋaŋganisa mvura? Ƌeŋga riŋganisa mvura here? Hamuzimi here, imi Jehova Mŋari weɗu? Naiɀoɀo ticakumirirai, nokuti ndimi makaita ɀinhu iɀi ɀose.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Jeremia 14:7
Kunyaŋge ɀakaipa ɀeɗu ɀicitipupurira, imi Jehova, ɓatai nokuɗa kwezita renyu; nokuti kudzokera kweɗu kuzhinji; takakutadzirai.
3
Jeremia 14:20-21
Haiwa Jehova, tinoziʋa ɀakaipa ɀeɗu, nokutadza kwamadziɓaɓa eɗu; nokuti takakutadzirai. Regai kutisema nokuɗa kwezita renyu; regai kushoʋora cigaro cokukudzwa kwenyu; raŋgarirai henyu, musaputsa suŋgano yenyu nesu.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo