1
Jeremia 13:23
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ko muEtiopia uŋgashandura ganda rake, kana iŋgwe maʋara ayo here? Kana ɀaibvira, nemi ʋo maigona kuita ɀakanaka, iyemi makaroʋera kuita ɀakaipa.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Jeremia 13:16
Rumbidzai Jehova, Mŋari wenyu, asati aʋuyisa rima, tsoka dzenyu dzisati dzagumburwa pamakomo erima, iye asati ashandura ciedza camakamirira, akaciita mumvuri worufu, nokuciita rima guru.
3
Jeremia 13:10
Ʋanhu aʋa ʋakaipa, ʋanoramba kunzwa mashoko aŋgu, ʋanofamba noʋukukutu bgemŋoyo yaʋo, ʋakateʋera ʋamŋe ʋamŋari kuti ʋaʋashumire nokuʋanamata, ʋacafanana nebanhire iri, risineɓasa cose.
4
Jeremia 13:15
Inzwai, murerekere nzeʋe; musaɀikudza, nokuti Jehova wakataura.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo