1
ƲaEfeso 6:12
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti hatirwi nenyama neropa, asi naʋaɓati, naʋanesimba, namadzishe enyika erima rino, nemŋeya yakaipa yeɗeŋga.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
ƲaEfeso 6:18
munyeŋgetere ŋguʋa dzose nokunyeŋgetera kwose nokukumbira muMŋeya, mucirinda paɀinhu iɀi nokutsuŋga kwose nokukumbirira ʋatȿene ʋose
3
ƲaEfeso 6:11
Shoŋgai nhumbi dzose dzokurwa nadzo dzaMŋari, mugone kumira mucirwa namano aDiaborosi.
4
ƲaEfeso 6:13
Saka torai nhumbi dzose dzokurwa nadzo dzaMŋari, kuti mugone kudziʋisa pazuʋa rakaipa, nokuramba mumire mapedza ɀose.
5
ƲaEfeso 6:16-17
pamsoro paiɀoɀi makatora nhoʋo huru yokutenda, yamuŋgagona kudzima nayo miseʋe yose yomŋoto yowakaipa. Torai ŋgowani yoruponeso, nomunondo woMŋeya, iro Shoko raMŋari
6
ƲaEfeso 6:14-15
Naiɀoɀo mirai makasuŋga ɀiʋuno ɀenyu neɀokwaɗi, makapfeka cidzitiro cecifuʋa cokururama, makasuŋga patsoka dzenyu kugadzirwa kweEvaŋgeri yorugare
7
ƲaEfeso 6:10
Pakupedzisira iʋai nesimba munaShe, nomusimba rake guru.
8
ƲaEfeso 6:2-3
Kudza ɓaɓa ʋako namai — ndiwo murairo wokutaŋga unecipikirwa — kuti uitirwe ɀakanaka, ugare ŋguʋa refu panyika.
9
ƲaEfeso 6:1
Imi ʋana, tererai ʋaɓereki ʋenyu munaShe; nokuti ndiɀo ɀakarurama.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo