1
II Petro 1:3-4
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
nokuti nesimba roʋuMŋari bgake takapiwa ɀose ɀinoɗikanwa paʋupenyu napakunamata Mŋari, nenzira yokumuziʋa iye wakatiɗana nokubginya kwake nokunaka; akatipa naɀo ɀi kirwa ɀinokosha ɀakakura kwaɀo; kut naɀo muʋe ʋanhu ʋakagoʋerwa ʋuMŋari, matiza kuʋora kuri panyika nokuciʋa.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
II Petro 1:5-7
Ɀino nemhaka iyi mucishiŋgaira kwaɀo wedzerai kunaka pakutenda kwenyu, napakunaka wedzerai kuziʋa; napakuziʋa, kuɀidzora; napakuɀidzora, kutsuŋgirira; napakutsuŋgirira, kunamata Mŋari; napakunamata Mŋari, kuɗa ʋatendi, napakuɗa ʋatendi, ruɗo.
3
II Petro 1:8
Nokuti kana muneɀinhu iɀi, ɀiciramba ɀiciwanzwa, ɀicakuitai ʋanhu ʋasinoʋusimbe naʋasiŋgashaiwi ɀiɓereko pakuziʋa Ishe weɗu, Jesu Kristu.
4
II Petro 1:10
Saka, hama dzaŋgu, shiŋgairai kwaɀo kuti musimbise kuɗanwa nokusanaŋgurwa kwenyu; nokuti kana muciita iɀoɀi hamuŋgatoŋgogumburwi
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo