1
II Makoronike 18:13
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Mikaya akati: NaJehova mupenyu, iɀo ɀinorebga naMŋari waŋgu, ndiɀo ɀandicataura.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
II Makoronike 18:22
Naiɀoɀo ɀino, tarirai Jehova wakaisa mŋeya wenhema mumiromo yaʋaprofita ʋenyu aʋa ʋose, asi Jehova wakataura ɀakaipa pamsoro penyu.
3
II Makoronike 18:20
Ɀino mŋeya ukaɓuɗa, ukamira pamberi paJehova, ukati: Ini ndicandomunyeŋgera. Jehova akati kwauri: Neiko?
4
II Makoronike 18:19
Ipapo Jehova akati: Ndianiko ucandonyeŋgera Ahabi, aende, andoʋurawa paRamoti‐gireadi? Ɀino mumŋe akataura aciti ɀokuti, nomumŋe ɀe akati ɀokuti.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo