2 Makoronike 18:19
2 Makoronike 18:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Uye Jehovha akati, ‘Ndiani angakwezva Ahabhu mambo weIsraeri kuti andorwisa Ramoti Gireadhi kuti aende kurufu rwake ikoko?’ “Mumwe akataura izvi, mumwe izvo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Makoronike 182 Makoronike 18:19 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Ipapo Jehovha akati, ‘Ndianiko achandonyengera Ahabhi, aende, andourawa paRamotigireadhi?’ Zvino mumwe akataura achiti zvokuti, nomumwezve akati zvokuti.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Makoronike 182 Makoronike 18:19 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Tenzi ati, ‘Ndiani angaende zvake akafurira Ahabhu mambo wokwaIsiraeri kuti aende kuguta reRamoti kuGireadhi andopararirako?’ Vakadoma-toma vachitaura twakasiya-siyana
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Makoronike 18