2 Makoronike 18:13
2 Makoronike 18:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Asi Mikaya akati, “Zvirokwazvo naJehovha mupenyu ndinogona kumutaurira chete zvinotaurwa naMwari wangu.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Makoronike 182 Makoronike 18:13 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ipapo Mikaya akati, “NaJehovha mupenyu, izvo zvinorehwa naMwari wangu, ndizvo zvandichataura.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Makoronike 182 Makoronike 18:13 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Asi Mikaya akati, “Ndinopika naTenzi chaiye mupenyu kuti zvinenge zvarehwa naMwari wangu izvozvo ndozvandichataura.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Makoronike 18