1
I ƲaTesaronika 5:16-18
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Farai ŋguʋa dzose. Rambai mucinyeŋgetera. Ʋoŋgai paɀinhu ɀose; nokuti ndiko kuɗa kwaMŋari kwamuri munaKristu Jesu.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
I ƲaTesaronika 5:23-24
Mŋari worugare amene ŋgaakuitei ʋatȿene kwaɀo; Mŋeya wenyu, nomŋoyo, nomuʋiri, ɀiceŋgetwe kwaɀo, ɀisina‐ɀaɀiŋgapomerwa pakuʋuya kwaShe weɗu Jesu Kristu. Wakatendeka ndiye unokuɗanai, ucaɀiita ʋo.
3
I ƲaTesaronika 5:15
Cenjerai kuti mumŋe arege kutsiʋa mumŋe ɀakaipa neɀakaipa; asi ŋguʋa dzose muteʋere ɀinhu ɀakanaka, mumŋe kunomumŋe, nokunaʋose.
4
I ƲaTesaronika 5:11
Saka nyaradzanai, musimbisane, seɀamunoita ʋo.
5
I ƲaTesaronika 5:14
Tinokumbira ɀikuru kwamuri, hama dzaŋgu, kuti muraire ʋasiŋgatereri murairo, musimbise ʋanopera mŋoyo, mutsigire ʋasinesimba, muʋe nomŋoyo murefu kunaʋose.
6
I ƲaTesaronika 5:9
Nokuti Mŋari haana‐kutiisira kutsamŋa, asi kuti tiwane ruponeso naShe weɗu Jesu Kristu
7
I ƲaTesaronika 5:5
Nokuti imi mose muri ʋana ʋeciedza, naʋana ʋamasikati; hatizi ʋoʋusiku, kana ʋerima.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo