1
I ƲaTesaronika 4:17
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ɀino isu ʋapenyu, ʋakasara, ticatorwa pamŋe cete naʋo mumakore, kuti ticiŋgamidze Ishe muɗeŋga; naiɀoɀo ticaʋa naShe ŋguʋa dzose.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
I ƲaTesaronika 4:16
Nokuti Ishe amene ucaɓuruka kuɗeŋga nokuɗanidzira, nenzwi romutumŋa mukuru, nehwamanda yaMŋari; ʋakafa munaKristu ʋacataŋga kumuka
3
I ƲaTesaronika 4:3-4
Nokuti kuɗa kwaMŋari ndibgo ʋutȿene bgenyu, murege ʋupombge; kuti mumŋe nomumŋe wenyu aziʋe kuɀiwanira mudziyo wake noʋutȿene nokukudzwa
4
I ƲaTesaronika 4:14
Nokuti kana ticitenda kuti Jesu wakafa, akamuka ɀe, saiɀoɀo ʋo aʋo ʋakaʋata munaJesu, Mŋari ucaʋaʋuyisa pamŋe cete naye.
5
I ƲaTesaronika 4:11
shiŋgairirai kuʋa norugare, mumŋe nomumŋe aɓate ɀake, muciɓate‐ɓasa namaʋoko enyu, seɀatakakurairai
6
I ƲaTesaronika 4:7
Nokuti Mŋari haana‐kutiɗanira tȿina, asi muʋutȿene.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo