1
I ƲaTesaronika 3:12
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ishe akukurisei, akuwanzisirei ruɗo pakati penyu nokunaʋose, seɀatinoita isu kwamuri
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
I ƲaTesaronika 3:13
asimbise mŋoyo yenyu kuti iʋe isina‐caiŋgapomerwa paʋutȿene pamberi paMŋari, Ƃaɓa ʋeɗu, pakuʋuya kwaShe weɗu Jesu pamŋe cete naʋatȿene ʋake ʋose.
3
I ƲaTesaronika 3:7
saka, hama dzangu, takanyaradzwa pamsoro penyu pakutambudzika kweɗu kwose nenhamo nokutenda kwenyu
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo