Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

I ƲaTesaronika 5:15

I ƲaTesaronika 5:15 SUB1949

Cenjerai kuti mumŋe arege kutsiʋa mumŋe ɀakaipa neɀakaipa; asi ŋguʋa dzose muteʋere ɀinhu ɀakanaka, mumŋe kunomumŋe, nokunaʋose.