1
I Petro 3:15-16
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi itai Kristu mutȿene mumŋoyo menyu aʋe Ishe; mugare makaɀigadzira kupindura mumŋe nomumŋe unokubvunzai pamsoro petariro iri mukati menyu, asi muciita noʋunyoro nokutya; iʋai nehana yakanaka, kuti paʋanokucerai, iʋo ʋanomhura mufambire wenyu wakanaka munaKristu, ʋanyadziswe.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
I Petro 3:12
Nokuti meso aShe ari pamsoro paʋakarurama, Nenzeʋe dzake pakukumbira kwaʋo. Asi ciso caShe ciri pamsoro paʋanoita ɀakaipa.
3
I Petro 3:3-4
kushoŋga kwenyu ŋgakurege kuʋa kwokunze, kwokuruka vudzi, nokushoŋga ndarama, kana kupfeka ŋguʋo; asi ŋgakuʋe munhu wakaʋanzika womŋoyo, wakashoŋga ɀisiŋgaʋori ɀomŋeya munyoro wakanyarara, unokosha, ɀikuru pamberi paMŋari.
4
I Petro 3:10-11
Nokuti, Uyo, unoɗa ʋupenyu, Nokuʋona mazuʋa akanaka, Ŋgaadzore rurimi rwake paneɀakaipa, Nemiromo yake, kuti irege kutaura ɀinonyeŋgera. Ŋgaanɀenge ɀakaipa, aite ɀakanaka; Ŋgaatȿake rugare, aruteʋere.
5
I Petro 3:8-9
Pakupedzisira, muʋe nomŋoyo mumŋe mose, munzwirane ŋgoni, muɗe hama, muʋe nomŋoyo munyoro, muɀininipise; musiŋgatsiʋi ɀakaipa neɀakaipa, kana kutuka nokutuka; asi muropafadze, nokuti ndiɀo ɀamakaɗanirwa, kuti mugare nhaka yokuropafadzwa.
6
I Petro 3:13
Ndianiko ucakuitirai ɀakaipa, kana mucishiŋgairira ɀakanaka?
7
I Petro 3:11
Ŋgaanɀenge ɀakaipa, aite ɀakanaka; Ŋgaatȿake rugare, aruteʋere.
8
I Petro 3:17
Nokuti ɀirinani, kana kuri kuɗa kwaMŋari, kuti mutambudzike kana muciita ɀakanaka, pakuti kana muciita ɀakaipa.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo