1
I ƲaKorinte 9:25-26
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mumŋe nomumŋe, unoshiŋgaira pakutamba, unoɀidzora paɀose. Ɀino iʋo ʋanoɀiita kuti ʋawane korona inoʋora, asi isu kuti tiwane isiŋgaʋori. Ɀino ini handimhanyi somunhu usiŋgaziʋi; handirwi somunhu unoroʋa mhepo
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
I ƲaKorinte 9:27
asi ndinorwadzisa muʋiri waŋgu, ndiciuita muranda; kuti ɀimŋe ini, ndamboparidzira ʋamŋe, ndirege kuʋa wakarashwa ndimene.
3
I ƲaKorinte 9:24
Hamuziʋi here kuti aʋo ʋanoita nhaŋgemutaŋge, ʋanomhanya ʋose, asi mumŋe cete unopiwa muɓairo? Mhanyai saiɀoɀo, kuti muuwane.
4
I ƲaKorinte 9:22
Kunaʋasinesimba ndakaʋa usinesimba, kuti ndiwane ʋasinesimba; ndakaʋa ɀose kuʋanhu ʋose, kuti ndiponese ʋamŋe nemitoʋo yose.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo