Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe neRuka 11
![Ruka](/_next/image?url=https%3A%2F%2F%2F%2Fimageproxy.youversionapi.com%2Fhttps%3A%2F%2Fs3.amazonaws.com%2Fyvplans%2F87%2F640x360.jpg&w=1920&q=75)
Ruka
Mazuva gumi nemaviri
Chirongwa ichi chichakutungamira kubudikidza neVhangeri raRuka kubva pakutanga kusvika pakuguma.
![Evhangeri yaRuka](/_next/image?url=https%3A%2F%2F%2F%2Fimageproxy.youversionapi.com%2Fhttps%3A%2F%2Fs3.amazonaws.com%2Fyvplans%2F48166%2F640x360.jpg&w=1920&q=75)
Evhangeri yaRuka
24 Mazuva
Ruka anonyora nhoroondo ine udzamu, yezvaakazvionera pamusoro poupenyu, rufu, uye rumuko rwaJesu. Hurongwa hwezuva nezuva hwechitsauko chino hunopa nhoroondo inovimbika, yekutevedzana kwezviitiko, asiwo inotisuma kuMuponesi ane nyasha. Akauya kuzotsvaka nokuponesa chakarasika, uye Anotidana kuushumiri hwetsitsi. Chirongwa chino chakagadzirwa neYouVersion
![Ngativerengei Bhaibheri Pamwe Chete (Ndira)](/_next/image?url=https%3A%2F%2F%2F%2Fimageproxy.youversionapi.com%2Fhttps%3A%2F%2Fs3.amazonaws.com%2Fyvplans%2F819%2F640x360.jpg&w=1920&q=75)
Ngativerengei Bhaibheri Pamwe Chete (Ndira)
Mazuva makumi matatu nerimwe
Chidimbu chekutanga chezvidimbu gumi nembiri, hurongwa uhu hunotungamira nharaunda kufamba neBhaibheri rese mumazuva mazana matatu nemakumi nhanhatu neshanu. Koka vamwe vabatanewo newe pese pawatanga hurongwa hutsva kutanga kwemwedzi wega-wega. Iyi mitserendende yehurongwa inoshanda zvakanaka neBhaibheri rekuverengerwa-teerera munguva shoma inosvika maminetsi makumi nembiri pazuva! Chidimbu chega-chega chinosanganisira zvitsauko zveTestamende Yekare neItsva, neMapisarema akaparadzirwa kwese. Chikamu chekutanga chine mabhuku anoti Ruka, Mabasa, Dhanieri neGenesisi.