Evhangeri yaRuka

Evhangeri yaRuka

24 Mazuva

Ruka anonyora nhoroondo ine udzamu, yezvaakazvionera pamusoro poupenyu, rufu, uye rumuko rwaJesu. Hurongwa hwezuva nezuva hwechitsauko chino hunopa nhoroondo inovimbika, yekutevedzana kwezviitiko, asiwo inotisuma kuMuponesi ane nyasha. Akauya kuzotsvaka nokuponesa chakarasika, uye Anotidana kuushumiri hwetsitsi. Chirongwa chino chakagadzirwa neYouVersion

Tinoda kutenda Returning to the Gospel - Southern Africa nekupa chirongwa ichi. Kuti uwane rumwe ruzivo, ndapota shanya: https://returningtothegospel.com/

Zviri pamusoro pemunyori

YouVersion uses cookies to personalize your experience. By using our website, you accept our use of cookies as described in our Privacy Policy