1
Ruka 24:49
Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi
Ndichakutumirai chipikirwa chakavimbiswa naBaba; asi imi garai muguta kusvikira mafukidzwa nesimba rinobva kumusoro.”
ႏွိုင္းယွဥ္
Ruka 24:49ရွာေဖြေလ့လာလိုက္ပါ။
2
Ruka 24:6
Haapo pano; amuka! Rangarirai zvaakakuudzai, paakanga achinemi muGarirea kuti
Ruka 24:6ရွာေဖြေလ့လာလိုက္ပါ။
3
Ruka 24:31-32
Ipapo meso avo akasvinudzwa vakamuziva, akabva anyangarika pamberi pavo. Vakabvunzana vachiti, “Ko, mwoyo yedu yanga isingapisi neiko mukati medu zvaanga achitaura nesu mumugwagwa uye achitizarurira magwaro?”
Ruka 24:31-32ရွာေဖြေလ့လာလိုက္ပါ။
4
Ruka 24:46-47
Akati kwavari, “Izvi ndizvo zvakanyorwa kuti: Kristu achatambudzika agomuka kubva kuvakafa pazuva rechitatu, uye kuti kutendeuka nokuregererwa kwezvivi kuchaparidzirwa kumarudzi ose muzita rake, kutanga paJerusarema.
Ruka 24:46-47ရွာေဖြေလ့လာလိုက္ပါ။
5
Ruka 24:2-3
Vakawana ibwe rakungurutswa kubva paguva, asi vakati vapinda, vakashayiwa mutumbi waIshe Jesu.
Ruka 24:2-3ရွာေဖြေလ့လာလိုက္ပါ။
ပင္မစာမ်က္ႏွာ
က်မ္းစာ
အစီအစဥ္
ဗီဒီယို