1
Genesi 10:8
Shona Bible 1949, revised 2002
Kushi akabereka Nimurodhi, ndiye akatanga kuva nesimba panyika.
താരതമ്യം
Genesi 10:8 പര്യവേക്ഷണം ചെയ്യുക
2
Genesi 10:9
Akanga ari mudzimba mukuru pamberi paJehovha; naizvozvo vanoti, “SaNimurodhi, mudzimba mukuru pamberi paJehovha.”
Genesi 10:9 പര്യവേക്ഷണം ചെയ്യുക
ആദ്യത്തെ സ്ക്രീൻ
വേദപുസ്തകം
പദ്ധതികൾ
വീഡിയോകൾ