1
Ruka 19:10
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti Mŋanakomana womunhu wakaʋuya kuzotȿaka nokuponesa cakarashika.
താരതമ്യം
Ruka 19:10 പര്യവേക്ഷണം ചെയ്യുക
2
Ruka 19:38
ʋaciti: Mambo ŋgaakudzwe, iye unoʋuya muzita raShe! Rugare ŋgaruʋe kuɗeŋga, nokubginya kumsoro‐soro!
Ruka 19:38 പര്യവേക്ഷണം ചെയ്യുക
3
Ruka 19:9
Jesu akati kwaari: Nhasi ruponeso rwaȿika paimba ino; nokuti naiye ʋo mŋanakomana waAbrahama.
Ruka 19:9 പര്യവേക്ഷണം ചെയ്യുക
4
Ruka 19:5-6
Ɀino Jesu wakati aciȿika’po, akatarira kumsoro, akati kwaari: Zakeo, kurumidza uɓuruke; nokuti nhasi ndinofanira kugara mumba mako. Iye akakurumidza kuɓuruka, akamugamucira nomufaro.
Ruka 19:5-6 പര്യവേക്ഷണം ചെയ്യുക
5
Ruka 19:8
Ipapo Zakeo akamira, akati kunaShe: Tarirai, Ishe, ndinopa ʋarombo hafu yefuma yaŋgu, ʋuye kana ndatorera mumŋe cinhu cake nokunyeŋgera, ndinomudzosera ɀaʋa ɀinna.
Ruka 19:8 പര്യവേക്ഷണം ചെയ്യുക
6
Ruka 19:39-40
Ʋamŋe ʋaFarise pakati paʋazhinji ʋakati kwaari: Mudzidzisi, rairai ʋadzidzi ʋenyu! Akapindura, akati: Ndinokuʋudzai, kana aʋa ʋakanyarara, mabge aŋgaɗanidzira.
Ruka 19:39-40 പര്യവേക്ഷണം ചെയ്യുക
ഭവനം
വേദപുസ്തകം
പദ്ധതികൾ
വീഡിയോകൾ